Jungle Kid ft Frican J – Pretty Good [Lyrics]

Jungle Kid ft Frican J – Pretty Good [Lyrics]

Verse 1>>>Jungle Kid

Pretty Good pretty handsome ndadzoka ndakoka mabara/
Pretty Good, eyo lemme start afresh y’all….maibata??/
Pretty good pretty handsome, yo main chick in my friend zone/
Ndo capture ma hearts zviri random, pay me no mind…..no ransom!!/
Pretty good pretty nice, murikuita seiko ma guys/
Skiri ichiri hot mhiripiri, bae lookin all piriviri/
She knows I got the juice, she ain’t get enough stiri stiri/
Masvegas streets we cruise, to plotta ma moves tiri mhiri/
Todzoka pa hood taabho ,rimwe zikubhachi tambo!!/
Smarts rinotyisa terrace , topisa zvinopinza chando/
Vakuwanza prat vanoketa takuda kuchidonhedza mu winter/
Vazaya dzokerai mumwena mese muti ziii chi Bango – Bango chakupinda ichoo/

Bridge >>>Jungle Kid

Ndodzoka nemhere mhere, ndodzoka nemhere vakomana , ndodzoka nemhere mhere//
(Ndadzoka ndadzoka, budisa jaguar pinda mu street to rocker )//
Ndauya nemhere mhere, ndodzoka nemhere vakomana, ndodzoka nemhere mhere//
(Budisa jaguar pinda mu street to rocker )//

HOOK >>Frican J

vaudzeiwo vasarasa muswe….
Patinosvika vachashaya chekupeta ava …
Vaudzeiwo vasarasa muswe ava iyhe iyhe…
Skiri ratobata naro vanhu havangarikwanise ….
Havangarikwanise, havangarikwanise ava
Skiri ratobata naro vanhu havangarikwanise

VERSE 2 >>>Jungle Kid

Yeah, mad at the music industry they want the music in da streets /
Vati vakawana anova mutsira muchini that’s it/
I turn beats into pieces be the witness when I kicks it, shangu!!/
They be tryana beat this ini ndiri busy ne business, rangu!!/
Tyokai matsaga ndadzoka nda charger zvapata huh/
Ndopamha pattern yandopa ma shotta pa gutter huh/
Mo topper ma charts ndo robber ma hearts wabata? /
Wamuno gopa ndoita party mozoshama anzwa bhata/
I shan’t quit ndisina kuva riga (bring down) daddy/
Kusvika shangwiti (rich niggaz) tava regarded/
iStay Fly Clan yazo prover deadly, mover gedhi/
Boy to vamoose I’m ready/
No!!! man I ain’t none like u, ndoku beatai ne IQ /
Unlike u munofunga zvekuti dhuuuu, ndinofunga zvekuti dhu/
This tym ndazouya ndakapenga manje /
Kana vakasa hanger ma boots, this tym vano hanger shanje/
Vega vachamirapo ndevaya vanenge vakamira hooo✋🏽/
Tasvika tikazvitangidza, nhapitapi zvakunakidza/
Tabika chindandi chaibva , papi pacho paticha pfidza/

Repeat HOOK twice

The End

Produced by: Skatta & Martian

Recorded, Mixed and Mastered by: LYRE

CLICK HERE TO DOWNLOAD

About The ZimTainment 360 Articles
Zimbabwe's Entertainment and Lifestyle News Hub

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*