Jah Master apologises

Jah Master

Rising Zimdancehall artist Jah Master who hogged the limelight over the weekend for kicking a fan off the stage during a live performance at the recently held anti-sanctions gala has apologised.

The Hello Mwari was trending over the weekend with people having different views over his actions.

Below is his apology

Makadii Ruzhinji Rwe Zimbabwe.

Ndinonyara kuuya pano mangwanani ano nekuti ndakaita zvinonyadzisa ndakaita zvisingatarisirwe kubva chero kunani zvake. Zvandakaita Hazvina kana justification asi ndati ndiuye pano ndichikumbira ruregerero.Ndiregerereiwo nezvandakaita zvinonyadzisa ndinoda kuuya pano ndichivimbisa kuti hazvife zvakaitika.

ZimTainment ad banner

Naizvozvo nhasi ndiri kunotsvaga mkomana uyu and make sure medical checks are done kuti paonekwe kana asina kukuvara and also all proceeds from the show will go to him as compensation. Takataura naye after show and I Apologised for my behavior handiziye ndakapindwa nei. Ndiregereiwo mundipewo zuva rimwe kana maviri ekugadzirisa mhosva yangu iyi.

Ndinotenda vese Vari kunditsiura uyezve vese Vari kuisa ma message mu inbox ikodzero yenyu nekuti Zvandakaita izvi zvinhu zvisingatarisirwe uye Hazvina hunhu. Ndichazodzoka pano ne update kuti inenge yava papi nyaya iyi. Muve nezuva rakanaka

About The ZimTainment 418 Articles
Zimbabwe's Entertainment and Lifestyle News Hub. Send us an email > info@thezimtainment.co.zw or call/text us on +263 775 309 038.

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*